Ndikoko kudenga Ndikoko kudenga Kunoshamisa Ikoko Kusisina mitoro Simbi dzorira, Ngirozi Ndzopemberera Kunoshamisa Ikoko Tichanoimba Hosanna! Hosanna! Tichanoimba Hosanna! Hosanna! Zuva iroro aa Mwari mwakanaka Tichanoimba Hosanna We shall sing Hosanna! We shall sing Hosanna! Aaa, Glory Hallelujah We shall sing Hosanna! Makanaka, Jeso munoshamisa Munoita minana nezviratidzo