Kunze kune rima saka Usaende ikoko Vakadaro Mhamha Zvikanetsa famba nechipoko Ndakakura kuJecha Ndaito Grinder For More Now Ndato paТор Vanorwadziwa isvotoo Kunze kune rima saka Usaende ikoko Vakadaro Mhamha Zvikanetsa Famba nechipoko Now Ndato paTop Vanorwadziwa isvotoo Pandakapinda paHeat Vakandibvisa paList Musangowanze kaa Maths Así Makurova kaa Meth Taurai Straight John akiya gedhi Hapana Nyama iVeggie Veggie Así moda ndiite seiiiiii Ziso riri piriviri Mune Rudo Ruri Fake Fake Fake Kuvava kune mhiripiri Kunze kune rima saka Usaende ikoko vakadaro Mhamha Zvikanetsa famba Nechipoko Ndakakura kuJecha Ndaito Grinder For More Now Ndato paTop Vanorwadziwa isvotoo Kunze Kune Rima Saka Usaende ikoko Now Ndato pатор Vanorwadziwa isvotoo Haaa Tichazopemberera Kana Tasvika Ikoko Vaida Kutimoraa Huchi Mukoko Así Nhasi Tauya Amai Tikudawo Some More Saka Pakutoda Chipawa pawa Takamender MaCrower Crower Aiwa Pakudawo ChiHappy Hour Kuti Hupenyu Husaite Sour Kunze Kune Rima Saka Usaende Ikoko Vakadaro Mhamha Zvikanetsa Famba Nechipoko Now Ndato paТор Vanorwadziwa isvotoo Ini Ndine Mwenje Handifambire Murima Vese Vane Shanje Vakutoda Kundivhima Pese Pavanondimora Vanondisiya Ndine Fever Sometimes Ndowiraa Satan Oda kunyangira Kana MaDoors Anovharwa Vanenge Voda Kufambira I know ndimi zvenyu Ndedzekunyepa Ndimi Dzenyu Hamungatanhe Hupenyu Hatinga pfavirire mhandu Please Usandi tagger In fact Une Bottega Handina Alpha Asina Omega Paden Ndiri Zindoga Nditori Busy Kutsvaga MaFigures No Time Nema Haters No Time Nema Cowards Kunze Kune Rima Saka Usaende Ikoko Vakadaro Mhamha Zvikanetsa Famba Nechmpoko Ndakakura kuJecha Ndaito Grinder For More Now Ndato paТор Vanorwadziwa isvotoo Kunze Kune Rima Saka Usaende Ikoko Vakadaro Mhamha Zvikanetsa Famba Nechipoko Ndakakura kuJecha Ndaito Grinder For More Now Ndato paТор Vanorwadziwa isvotoo Kunze Kune Rima Kune Darkness Vaida Kutipinda Vaida Access Pakupera Kwezuva Toda Success Toziva Kuna Mwari Jah Bless Tachema Kani Ahhh Handichatamba Nema Mero Pataiva Tsoma Vaitiona kunge Zero Kufamba kuma Dhiri Vakadungamidza Chimero